ƲaKorose 2:10 - Shona BIBLE10 Maari nemiwo makazadzwa, iye musoro wavabati vose namasimba; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Maari nemi ʋo makazadzwa, iye musoro waʋaɓati ʋose namasimba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Maari nemiwo makazadzwa, iye musoro wavabati vose namasimba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Maari, imi makauya kuupenyu huzere, kuna iye mutongi wavatongi nomukuru wavakuru–vakuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Maari, imi makauya kuupenyu huzere, kuna iye mutongi wavatongi nomukuru wavakuru–vakuru. Viz kapitola |