ƲaKorose 1:5 - Shona BIBLE5 pamusoro petariro yamakachengeterwa kudenga, yamakanzwa kare pashoko rechokwadi reVhangeri; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 pamsoro petariro yamakaceŋgeterwa kuɗeŋga, yamakanzwa kare pashoko reɀokwaɗi reEvaŋgeri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 pamusoro petariro yamakachengeterwa kudenga, yamakanzwa kare pashoko rechokwadi reVhangeri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 pamusana pechitarisiro chezvamakachengeterwa kudenga. Izvi makazvinzwa kare mushoko rechokwadi, Shoko Rakanaka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 pamusana pechitarisiro chezvamakachengeterwa kudenga. Izvi makazvinzwa kare mushoko rechokwadi, Shoko Rakanaka Viz kapitola |