ƲaKorose 1:29 - Shona BIBLE29 ndizvo zvandinobatirawo, ndichirwa, zvichiitwa nokubata kwake kunobata mukati mangu nesimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ndiɀo ɀandinoɓatira ʋo, ndicirwa, ɀiciitwa nokuɓata kwake kunoɓata mukati maŋgu nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 ndizvo zvandinobatirawo, ndichirwa, zvichiitwa nokubata kwake kunobata mukati mangu nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Izvozvi ndizvo zvandakashingairira ndikatamburira nesimba rake rose rinoshanda mandiri zvakanyanya kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Izvozvi ndizvo zvandakashingairira ndikatamburira nesimba rake rose rinoshanda mandiri zvakanyanya kwazvo. Viz kapitola |