ƲaKorose 1:22 - Shona BIBLE22 asi zvino wakakuyananisai nomuviri wenyama yake, nokufa kwake, kuti akuisei pamberi pake muri vatsvene, musina mhosva, musingapomerwi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 asi ɀino wakakuyananisai pamuʋiri wenyama yake, nokufa kwake, kuti akuisei pamberi pake muri ʋatȿene, musinemhoȿa, musiŋgapomerwi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 asi zvino wakakuyananisai nomuviri wenyama yake, nokufa kwake, kuti akuisei pamberi pake muri vatsvene, musina mhosva, musingapomerwi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 akakuyananisai nomuviri wake wenyama nokufa kwaakaita kuti akutsvitsei kwaari muri vatsvene, vasina chinoshoreka uye vasina mhosva yavangapiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 akakuyananisai nomuviri wake wenyama nokufa kwaakaita kuti akutsvitsei kwaari muri vatsvene, vasina chinoshoreka uye vasina mhosva yavangapiwe. Viz kapitola |