ƲaKorose 1:20 - Shona BIBLE20 kuti naye ayananise zvinhu zvose kwaari, amboita rugare neropa rake rakaparadzirwa romuchinjikwa naiye, kunyangwe zviri panyika, kunyangwe zviri kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 kuti naye ayananise ɀinhu ɀose kwaari, amboita rugare neropa romucinjikwa wake; naiye, kunyaŋge ɀiri panyika, kunyaŋge ɀiri kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 kuti naye ayananise zvinhu zvose kwaari, amboita rugare neropa rake rakaparadzirwa romuchinjikwa naiye, kunyange zviri panyika, kunyange zviri kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 uye kuti nemaari, ayananise zvinhu zvose naye. Achizviwadzanisa neropa romuchinjikwa wake, zvingave zviri pasi pano kana zviri kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 uye kuti nemaari, ayananise zvinhu zvose naye. Achizviwadzanisa neropa romuchinjikwa wake, zvingave zviri pasi pano kana zviri kudenga. Viz kapitola |