ƲaKorose 1:19 - Shona BIBLE19 Nokuti Baba vakafara nazvo, kuti kuzara kwose kugare maari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti Ƃaɓa ʋakafara naɀo, kuti kuzara kwose kugare maari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nokuti Baba vakafara nazvo, kuti kuzara kwose kugare maari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokuti maari umwari huzere hwakafadzwa kuita musha wahwo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 nokuti maari umwari huzere hwakafadzwa kuita musha wahwo Viz kapitola |