ƲaKorose 1:14 - Shona BIBLE14 watine dzikinuro maari, ndiko kukanganwirwa kwezvivi zvedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 watinedzikinuro maari, ndiko kukaŋganwirwa kweɀiʋi ɀeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 watine dzikinuro maari, ndiko kukanganwirwa kwezvivi zvedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Maari ndimo matakawana ruponeso rwokuregererwa zvitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Maari ndimo matakawana ruponeso rwokuregererwa zvitadzo. Viz kapitola |