ƲaKorose 1:12 - Shona BIBLE12 muvonge Baba, vakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yavatsvene muchiedza; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 muʋoŋge Ƃaɓa, ʋakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yaʋatȿene muciedza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 muvonge baba, vakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yavatsvene muchiedza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Norufaro, tendai Baba, vakatikodzeresa kuva nomugove wavarurami, muchiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Norufaro, tendai Baba, vakatikodzeresa kuva nomugove wavarurami, muchiedza. Viz kapitola |