ƲaHeberu 9:26 - Shona BIBLE26 nokuti dai zvakanga zvakadaro, angadai aitambura kazhinji kubva pakuvambwa kwenyika; asi zvino akaonekwa kwamwechete pakupedzisira kwenguva, kuti aparadze zvivi, nokuzviita chibayiro kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 nokuti ɗai ɀakaŋga ɀakaɗaro, uŋgaɗai aitambura kazhinji kubva pakuʋambga kwenyika; asi ɀino wakaʋonekwa kamŋe cete pakupedzisira kweŋguʋa, kuti aparadze ɀiʋi, nokuɀiita ciɓayiro kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 nokuti dai zvakanga zvakadaro, angadai aitambura kazhinji kubva pakuvambwa kwenyika; asi zvino akaonekwa kwamwechete pakupedzisira kwenguva, kuti aparadze zvivi, nokuzviita chibayiro kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Dai zvakadaro aifanira kunge akatambudzika kazhinji–zhinji kubvira kumavambo apasi. Asi sezvazviri, akauya chakamwe, pakupera kwenguva kuzoparadza chitadzo nokuzvipira kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Dai zvakadaro aifanira kunge akatambudzika kazhinji–zhinji kubvira kumavambo apasi. Asi sezvazviri, akauya chakamwe, pakupera kwenguva kuzoparadza chitadzo nokuzvipira kwake. Viz kapitola |