Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 9:19 - Shona BIBLE

19 Nokuti zvirevo zvose zvakati zvataurwa kuvanhu vose naMosesi sezvakareva murairo, iye akatora ropa remhuru nerembudzi, pamwechete nemvura namakushe matsvuku, nehisopi, akasasa bhuku imene navanhu vose,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nokuti ɀireʋo ɀose ɀakati ɀataurwa kuʋanhu ʋose naMosesi seɀakareʋa murairo, iye akatora ropa remhuru nerembudzi, pamŋe cete nemvura namakushe matȿuku, nehisopi, akasasa buku imene naʋanhu ʋose,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nokuti zvirevo zvose zvakati zvataurwa kuvanhu vose naMosesi sezvakareva murayiro, iye akatora ropa remhuru nerembudzi, pamwechete nemvura namakushe matsvuku, nehisopi, akasasa bhuku imene navanhu vose,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Ndokusaka, Mosesi paakapedza kutaurira vanhu vose mirao iri mumutemo, akatora ropa remhuru nerembudzi pamwe nemvura akazvisasa pagwaro roMutemo napavanhu vose achisevenzesa wuru tsvuku nekasanzu kemuhisopo; achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Ndokusaka, Mosesi paakapedza kutaurira vanhu vose mirao iri mumutemo, akatora ropa remhuru nerembudzi pamwe nemvura akazvisasa pagwaro roMutemo napavanhu vose achisevenzesa wuru tsvuku nekasanzu kemuhisopo; achiti,

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 9:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy