ƲaHeberu 9:18 - Shona BIBLE18 Naizvozvo nesungano yokutanga haina kuvambwa pasina ropa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo nesuŋgano yokutaŋga haina‐kuʋambga pasineropa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo nesungano yokutanga haina kuvambwa pasina ropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nokudaro kunyange chitenderano chokutanga chakatosimbiswa neropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nokudaro kunyange chitenderano chokutanga chakatosimbiswa neropa. Viz kapitola |