Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 9:11 - Shona BIBLE

11 Asi Kristu akati asvika ari Mupristi Mukuru wezvinhu zvakanaka zvinozouya, akapinda nomutabhenakeri yakapfuura pakukura napakukwana, isina kuitwa namaoko, ndiko kuti, isati iri yokusikwa kuno,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi Kristu wakati aȿika ari muprista mukuru weɀinhu ɀakanaka ɀinozoʋuya, akapinda napatabernakeri yakapfuʋura pakukura napakukwana, isinakuitwa namaʋoko, ndiko kuti, isati iri yokusikwa kuno,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi Kristu akati asvika ari mupristi mukuru wezvinhu zvakanaka zvinozouya, akapinda nomutabhenakeri yakapfuura pakukura napakukwana, isina kuitwa namaoko, ndiko kuti, isati iri yokusikwa kuno,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi pakazouya Kristu, mupristi mukuru wezvinhu zvakanaka zvakauya, akapfuura nomutendhe rine ukuru huri nani norunako irinani, isina kuitwa namaoko avanhu zvichireva kuti haisi yapanyika pano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi pakazouya Kristu, mupristi mukuru wezvinhu zvakanaka zvakauya, akapfuura nomutendhe rine ukuru huri nani norunako irinani, isina kuitwa namaoko avanhu zvichireva kuti haisi yapanyika pano.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 9:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy