Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 8:7 - Shona BIBLE

7 Nokuti dai iya yokutanga yakanga isina chaingapomerwa, yechipiri ingadai isina kutsvakirwa nzvimbo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti ɗai iya yokutaŋga yakaŋga isina‐caiŋgapomerwa, yecipiri iŋgaɗai isina‐kutȿakirwa nɀimbo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti dai iya yokutanga yakanga isina chaingapomerwa, yechipiri ingadai isina kutsvakirwa nzvimbo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Dai kuri kuti chitenderano chokutanga chakanga chisina chakaipa pachiri pangadai pasina zvokuchitsiva nechechipiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Dai kuri kuti chitenderano chokutanga chakanga chisina chakaipa pachiri pangadai pasina zvokuchitsiva nechechipiri.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 8:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy