ƲaHeberu 7:5 - Shona BIBLE5 Zvino avo, vari vanakomana vaRevhi, vanopiwa basa roupristi, vakarayirwa nomurairo kuti vatore chegumi kuvanhu, iko kuhama dzavo, kunyangwe vakabva muchiuno chaAbhurahamu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino aʋo, ʋari ʋanakomana ʋaRevi, ʋanopiwa ɓasa roʋuprista, ʋakarairwa nomurairo kuti ʋatore cegumi kuʋanhu, iko kuhama dzaʋo, kunyaŋge ʋakabva muciʋuno caAbrahama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino avo, vari vanakomana vaRevhi, vanopiwa basa roupristi, vakarayirwa nomurayiro kuti vatore chegumi kuvanhu, iko kuhama dzavo, kunyange vakabva muchiuno chaAbhurahamu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vechizvarwa chaRevhi vanogamuchira upristi hwedzinza. Vano murau unovabvumira kutora, zviri pamutemo, chegumi kubva kuvanhu, ndokuti kubva kuhama dzavo, kunyange vari vana vedzinza rimwechete raAbhurahamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vechizvarwa chaRevhi vanogamuchira upristi hwedzinza. Vano murau unovabvumira kutora, zviri pamutemo, chegumi kubva kuvanhu, ndokuti kubva kuhama dzavo, kunyange vari vana vedzinza rimwechete raAbhurahamu. Viz kapitola |