Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 7:21 - Shona BIBLE

21 nokuti ivo vakaitwa vapristi kusina mhiko, asi iye nokupika kwaiye, akati kwaari, “Ishe akapika, haangazvidyi mwoyozve, achiti, ‘Iwe uri mupristi nokusingaperi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 (nokuti iʋo ʋakaitwa ʋaprista kusinemhiko, asi iye nokupika kwaiye, wakati kwaari: Ishe wakapika, haaŋgaɀidyi mŋoyo ɀe, aciti: Iwe uri muprista nokusiŋgaperi);

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 nokuti ivo vakaitwa vapristi kusina mhiko, asi iye nokupika kwaiye, akati kwaari, “Ishe akapika, haangazvidyi mwoyozve, achiti, ‘Iwe uri mupristi nokusingaperi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vamwe vakave vapristi pasina mhiko asi iye akave mupristi zvine mhiko. Uye akati kwaari nemhiko, “Mwari akapika uyezve haachasanduka, akati, ‘Uri mupristi nokusingaperi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vamwe vakave vapristi pasina mhiko asi iye akave mupristi zvine mhiko. Uye akati kwaari nemhiko, “Mwari akapika uyezve haachasanduka, akati, ‘Uri mupristi nokusingaperi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 7:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy