ƲaHeberu 7:16 - Shona BIBLE16 asina kuitwa mupristi nomurairo wokurayira kwenyama, asi nesimba roupenyu husingapedzwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 usinakuitwa muprista nomurairo wokuraira kwenyama, asi nesimba roʋupenyu bgusiŋgapedzwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 asina kuitwa mupristi nomurayiro wokurayira kwenyama, asi nesimba rohupenyu husingapedzwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 asina kuitwa mupristi maererano nomurawo womutemo womuzvarirwo wenyama asi pamusana pesimba risingagoni kuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 asina kuitwa mupristi maererano nomurawo womutemo womuzvarirwo wenyama asi pamusana pesimba risingagoni kuparadzwa. Viz kapitola |