ƲaHeberu 6:7 - Shona BIBLE7 Nokuti nyika iyo, inoti kana yanwa mvura inosinaya pamusoro payo kazhinji, ikabereka miriwo yakafanirawo avo vainorimirwa, ndiyo inoropafadzwa naMwari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti nyika iyo, inoti kana yanwa mvura inosinaya pamsoro payo kazhinji, ikaɓereka miriʋo yakafanira ʋo aʋo ʋainorimirwa, ndiyo inoropafadzwa naMŋari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti nyika iyo, inoti kana yanwa mvura inosinaya pamusoro payo kazhinji, ikabereka miriwo yakafanirawo avo vainorimirwa, ndiyo inoropafadzwa naMwari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvinodaro nokuti ivhu rinonwa mvura inowanzorinaya richizobereka zvirimwa zvinobatsira vazvakarimirwa, rinokomborerwa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvinodaro nokuti ivhu rinonwa mvura inowanzorinaya richizobereka zvirimwa zvinobatsira vazvakarimirwa, rinokomborerwa naMwari. Viz kapitola |