ƲaHeberu 6:6 - Shona BIBLE6 kana vakazotsauka, hazvibviri kuvavandudzazve kuti vatendeuke, nokuti vanozvirovererazve Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kana ʋakazotsauka, haɀibviri kuʋaʋandudza ɀe kuti ʋatendeʋuke, nokuti ʋanoɀiroʋerera ɀe Mŋanakomana waMŋari pamucinjikwa, ʋacimunyadzisa pacena. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 kana vakazotsauka, hazvibviri kuvavandudzazve kuti vatendeuke, nokuti vanozvirovererazve Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 asi vakazorasika; nokuti vanoroverera mavari ivo Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 asi vakazorasika; nokuti vanoroverera mavari ivo Mwanakomana waMwari pamuchinjikwa, vachimunyadzisa pachena. Viz kapitola |