Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 6:13 - Shona BIBLE

13 Nokuti Mwari pakupikira Abhurahamu, akapika naiye amene, nokuti akanga asina mukuru kwaari waangapika naye,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Nokuti Mŋari pakupikira Abrahama, wakapika naiye amene, nokuti wakaŋga asinomukuru kwaari waaŋgapika naye,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Nokuti Mwari pakupikira Abhurahamu, akapika naiye amene, nokuti akanga asina mukuru kwaari waangapika naye,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndinodaro nokuti zviya, Mwari zvaakatsidzirana naAbhurahamu akapika naiye pachake nokuti pakanga pasina mukuru pana iye waaigona kupika naye,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ndinodaro nokuti zviya, Mwari zvaakatsidzirana naAbhurahamu akapika naiye pachake nokuti pakanga pasina mukuru pana iye waaigona kupika naye,

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 6:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy