ƲaHeberu 5:5 - Shona BIBLE5 Saizvozvowo Kristu haana kuzvikudza iye, achiitwa Mupristi Mukuru, asi akakudzwa naiye, akati kwaari, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka;” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Saiɀoɀo ʋo Kristu haana‐kuɀikudza iye, aciitwa muprista mukuru, asi wakakudzwa naiye, wakati kwaari: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu, Nhasi ndakakuɓereka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Saizvozvowo Kristu haana kuzvikudza iye, achiitwa mupristi mukuru, asi akakudzwa naiye, akati kwaari, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka;” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saka naKristuwo haana kuita zvokukambira kugadzwa upristi hukuru, asi kuti akagadzwa nouyo akamuti, “Iwe uri Mwanakomana wangu nhasi ndakubereka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saka naKristuwo haana kuita zvokukambira kugadzwa upristi hukuru, asi kuti akagadzwa nouyo akamuti, “Iwe uri Mwanakomana wangu nhasi ndakubereka.” Viz kapitola |