ƲaHeberu 5:11 - Shona BIBLE11 Tina mashoko mazhinji atingataura pamusoro pake, anorema kududzira, zvamava vanhu vasingagoni kunzwisisa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Tinamashoko mazhinji atiŋgataura pamsoro pake, anorema kuɗudzira, ɀamaʋa ʋanhu ʋasicagoni kunzwisisa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Tina mashoko mazhinji atingataura pamusoro pake, anorema kududzira, zvamava vanhu vasingagoni kunzwisisa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pane zvizvi tine zvinhu zvizhinji zvokureva asi zvakaoma kutsanangura nokuti zvavakukuomerai kunzwisisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pane zvizvi tine zvinhu zvizhinji zvokureva asi zvakaoma kutsanangura nokuti zvavakukuomerai kunzwisisa, Viz kapitola |