ƲaHeberu 4:4 - Shona BIBLE4 Nokuti paneimwe nzvimbo akataura pamusoro pezuva rechinomwe, achiti, “Mwari wakazorora nezuva rechinomwe pamabasa ake ose; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti paneimŋe nɀimbo wakataura pamsoro pezuʋa recinomŋe, aciti: Mŋari wakazorora nezuʋa recinomŋe pamaɓasa ake ose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti paneimwe nzvimbo akataura pamusoro pezuva rechinomwe, achiti, “Mwari wakazorora nezuva rechinomwe pamabasa ake ose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paripo pamwe paakataura nezvezuva rechinomwe achiti, “Zvino Mwari akazorora mabasa ake ose pamusi wechinomwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paripo pamwe paakataura nezvezuva rechinomwe achiti, “Zvino Mwari akazorora mabasa ake ose pamusi wechinomwe.” Viz kapitola |