Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 4:13 - Shona BIBLE

13 Hakuna chisikwa chisingaonekwi naye, asi zvinhu zvose zvakafukurwa nokuzarurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Hakunecisikwa cisiŋgaʋonekwi naye, asi ɀinhu ɀose ɀakafukurwa nokuzarurwa pameso aiye watinofanira kuɀiɗaʋirira kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Hakuna chisikwa chisingaonekwi naye, asi zvinhu zvose zvakafukurwa nokuzarurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kwaari hakuna chisikwa chakavandika, zvose zvakangoti pachena yacha, zvisina chazvakapfeka, zvichinyatsoonekwa kwaari nemeso ake kuna iyeyo kwatichanozvidavirira zviito zvedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kwaari hakuna chisikwa chakavandika, zvose zvakangoti pachena yacha, zvisina chazvakapfeka, zvichinyatsoonekwa kwaari nemeso ake kuna iyeyo kwatichanozvidavirira zviito zvedu.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 4:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy