ƲaHeberu 3:17 - Shona BIBLE17 Akanzwa shungu makore ana makumi mana pamusoro pavanaani? Havazi ivo vakatadza, mitumbi yavo ikawira murenje here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Wakanzwa shuŋgu makore anamakumi manna pamsoro paʋanani? Haʋazi iʋo ʋakatadza, mitumbu yaʋo ikawira murenje here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akanzwa shungu makore ana makumi mana pamusoro pavanaani? Havazi ivo vakatadza, mitumbi yavo ikawira murenje here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndivanani vakamutsamwisa pamakumi mana amakore? Havasi ivo here vaya vakaita zvivi, zvitunha zvavo zvikazoti rakata murenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndivanani vakamutsamwisa pamakumi mana amakore? Havasi ivo here vaya vakaita zvivi, zvitunha zvavo zvikazoti rakata murenje. Viz kapitola |