ƲaHeberu 3:10 - Shona BIBLE10 Naizvozvo ndakanzwa shungu pamusoro porudzi urwu, Ndikati, ‘Vanogara vachitsauka pamwoyo yavo; Asi havana kuziva nzira dzangu;’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naiɀoɀo ndakanzwa shuŋgu pamsoro porudzi urwu, Ndikati: Ʋanogara ʋacitsauka pamŋoyo yaʋo; Asi haʋana‐kuziʋa nzira dzaŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Naizvozvo ndakanzwa shungu pamusoro porudzi urwu, Ndikati, ‘Vanogara vachitsauka pamwoyo yavo; Asi havana kuziva nzira dzangu;’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Naizvozvo ndakashatiriswa nechizvarwa ichocho; ndikazoti vanogarokanganisa mumwoyo yavo. Havasati vamboziva nzira dzangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Naizvozvo ndakashatiriswa nechizvarwa ichocho; ndikazoti vanogarokanganisa mumwoyo yavo. Havasati vamboziva nzira dzangu. Viz kapitola |