ƲaHeberu 2:7 - Shona BIBLE7 Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Makamuita muɗuku ɀishoma kuʋatumŋa, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kwechinguvana mukamuita kuti ave mudiki kuvatumwa, mukamupfekedza ndaza nembiri norukudzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kwechinguvana mukamuita kuti ave mudiki kuvatumwa, mukamupfekedza ndaza nembiri norukudzo. Viz kapitola |