ƲaHeberu 2:16 - Shona BIBLE16 Nokuti zvirokwazvo, haabatsiri vatumwa, asi anobatsira vana vaAbhurahamu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti ɀirokwaɀo, haaɓatsiri ʋatumŋa, asi unoɓatsira ʋana ʋaAbrahama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti zvirokwazvo, haabatsiri vatumwa, asi anobatsira vana vaAbhurahamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zviri pachena wani kuti vaakatora akabatsira havasi vatumwa asi vana vechizvarwa chaAbhurahamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zviri pachena wani kuti vaakatora akabatsira havasi vatumwa asi vana vechizvarwa chaAbhurahamu. Viz kapitola |