ƲaHeberu 2:1 - Shona BIBLE1 Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Saka tinofanira kuterera ɀikuru iɀo ɀatakanzwa, kuti tirege kukukurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo tinofanira kunyatsobatisisa zvatanzwa, kuti tirege kurasika, tonanga mutome. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo tinofanira kunyatsobatisisa zvatanzwa, kuti tirege kurasika, tonanga mutome. Viz kapitola |