ƲaHeberu 13:23 - Shona BIBLE23 Zivai kuti hama yedu Timoti akasunungurwa; kana akakurumidza kusvika, ndinozokuonai pamwechete naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ziʋai kuti hama yeɗu Timotio wakasunuŋgurwa; kana akakurumidza kuȿika, ndinozokuʋonai pamŋe cete naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zivai kuti hama yedu Timoti akasunungurwa; kana akakurumidza kusvika, ndinozokuonai pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndingade kuti muzive kuti hama yedu Timoti yakasunungurwa. Ndiye wandichakuonai ndiinaye kana akurumidza kuuya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndingade kuti muzive kuti hama yedu Timoti yakasunungurwa. Ndiye wandichakuonai ndiinaye kana akurumidza kuuya. Viz kapitola |