ƲaHeberu 13:2 - Shona BIBLE2 Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Musakaŋganwa kuitira ʋaeni ruɗo; nokuti ʋaciɗaro ʋamŋe ʋakagarisa ʋatumŋa mumba, ʋasiŋgaɀiziʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa. Viz kapitola |