ƲaHeberu 13:19 - Shona BIBLE19 Ndinokumbira zvikuru kwamuri kuti muite izvozvo, kuti ndikurumidze kudzoserwa kwamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ndinokumbira ɀikuru kwamuri kuti muite iɀoɀo, kuti ndikurumidze kudzoserwa kwamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ndinokumbira zvikuru kwamuri kuti muite izvozvo, kuti ndikurumidze kudzoserwa kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndinokukumbirisai nemwoyo wose kuti muite izvi kuti ndidzorerwe kwamuri nokuchimbidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndinokukumbirisai nemwoyo wose kuti muite izvi kuti ndidzorerwe kwamuri nokuchimbidza. Viz kapitola |