ƲaHeberu 13:16 - Shona BIBLE16 Asi musakanganwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari anofara nezvibairo zvakadai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi musakaŋganwa kuita ɀakanaka nokugoʋana; nokuti Mŋari unofara neɀiɓayiro ɀakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi musakanganwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari anofara nezvibayiro zvakadai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Usakanganwe kuita zvinhu zvakanaka uye kugoverana navamwe zvaunazvo nokuti zvibayiro zvakadaro zvinofadza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Usakanganwe kuita zvinhu zvakanaka uye kugoverana navamwe zvaunazvo nokuti zvibayiro zvakadaro zvinofadza Mwari. Viz kapitola |