ƲaHeberu 12:8 - Shona BIBLE8 Asi kana musingarangwi, sezvinoitirwa vose, muri vana voupombwe, hamuzi vanakomana chaivo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi kana musiŋgaraŋgwi, seɀinoitirwa ʋose, muri ʋana ʋoʋupombge, hamuzi ʋanakomana caiʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi kana musingarangwi, sezvinoitirwa vose, muri vana voupombwe, hamuzi vanakomana chaivo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana musingarangwi sokurangwa kunoitwa vamwe vose, muri voufambi hamusi vana chaivo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana musingarangwi sokurangwa kunoitwa vamwe vose, muri voufambi hamusi vana chaivo. Viz kapitola |