ƲaHeberu 12:6 - Shona BIBLE6 Nokuti waanoda Ishe anomuranga, Anorova zvikuru mwanakomana mumwe nomumwe waanogamuchira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti waanoɗa Ishe unomuraŋga, Unoroʋa ɀikuru mŋanakomana mumŋe nomumŋe waanogamucira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti waanoda Ishe anomuranga, Anorova zvikuru mwanakomana mumwe nomumwe waanogamuchira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Chikonzero chacho ndechokuti Tenzi anodzora uyo waanoda uye anoranga mwana wese waanotora somwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Chikonzero chacho ndechokuti Tenzi anodzora uyo waanoda uye anoranga mwana wese waanotora somwana. Viz kapitola |