ƲaHeberu 12:4 - Shona BIBLE4 Muchigere kudzivirira kusvikira ropa richibuda pakurwa kwenyu nezvivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mucigere kudziʋirira kuȿikira ropa riciɓuɗa pakurwa kwenyu neɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Muchigere kudzivirira kusvikira ropa richibuda pakurwa kwenyu nezvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mukurwisana kwenyu nechitadzo hamusati marwisa kusvika pakurasikirwa neropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mukurwisana kwenyu nechitadzo hamusati marwisa kusvika pakurasikirwa neropa. Viz kapitola |