ƲaHeberu 12:27 - Shona BIBLE27 Zvino shoko iri rokuti, “Kamwechete,” rinoratidza kubviswa kwezvinozununguka, sezvinhu zvakaitwa, kuti izvo zvisingazununguki zvigare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino shoko iri rokuti, kamŋe cete, rinoratidza kubviswa kweɀinozunuŋguka, seɀinhu ɀakaitwa, kuti iɀo ɀisiŋgazunuŋguki ɀigare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino shoko iri rokuti, “Kamwechete,” rinoratidza kubviswa kwezvinozununguka, sezvinhu zvakaitwa, kuti izvo zvisingazununguki zvigare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Izwi iri rokuti, “Zvakare” raratidza kubviswa kwezvinozungunutswa kuti zvisingazungunutswi zvirambe zviripo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Izwi iri rokuti, “Zvakare” raratidza kubviswa kwezvinozungunutswa kuti zvisingazungunutswi zvirambe zviripo. Viz kapitola |