Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:25 - Shona BIBLE

25 Chenjerai kuti murege kuramba anotaura; nokuti kana avo vakamuramba nguva yaakavarayira panyika, vasina kupukunyuka, zvikuru isu kana tikafuratira iye wokudenga;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Cenjerai kuti murege kuramba unotaura; nokuti kana aʋo ʋakamuramba ŋguʋa yaakaʋaraira panyika, ʋasina‐kupukunyuka, ɀikuru isu kana tikafuratira iye wokuɗeŋga;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Chenjerai kuti murege kuramba anotaura; nokuti kana avo vakamuramba nguva yaakavarayira panyika, vasina kupukunyuka, zvikuru isu kana tikafuratira iye wokudenga;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Onai kuti musarambe kuteerera iye ari kutaura. Kana avo vakanyeverwa nomunhu wapasi pano vasina kupunyuka pavakaramba kuteerera iye aivayambira ko kutozoti isu tichapunyuka sei kana tikaramba kunyeverwa kunobva kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Onai kuti musarambe kuteerera iye ari kutaura. Kana avo vakanyeverwa nomunhu wapasi pano vasina kupunyuka pavakaramba kuteerera iye aivayambira ko kutozoti isu tichapunyuka sei kana tikaramba kunyeverwa kunobva kudenga.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy