ƲaHeberu 12:24 - Shona BIBLE24 nokuna Jesu, Murevereri wesungano itsva, nokuropa rakasaswa, rinotaura zvakanaka kupfuura Abheri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 nokunaJesu, Mureʋereri wesuŋgano itȿa, nokuropa rakasaswa, rinotaura ɀakanaka kupfuʋura Aberi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 nokuna Jesu, Murevereri wesungano itsva, nokuropa rakasaswa, rinotaura zvakanaka kupfuura Abheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 uye nokuna Jesu mukumbanidzi pachitendero chitsva nokuropa rakasaswa rinoreva zvinhu zviri nane kupinda raAbheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 uye nokuna Jesu mukumbanidzi pachitendero chitsva nokuropa rakasaswa rinoreva zvinhu zviri nane kupinda raAbheri. Viz kapitola |