ƲaHeberu 12:21 - Shona BIBLE21 icho chakaonekwa chatyisa kudai, kuti naMosesi akati, “Ndinotya kwazvo, ndinodedera;” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ico cakaʋonekwa cakatyisa kuɗai, kuti naMosesi wakati: Ndinotya kwaɀo, ndinoɗeɗera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 icho chakaonekwa chatyisa kudai, kuti naMosesi akati, “Ndinotya kwazvo, ndinodedera;” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvakaonekwa zvaityisa zvokuti Mosesi akazoti, “Ndinodedera nokutya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvakaonekwa zvaityisa zvokuti Mosesi akazoti, “Ndinodedera nokutya.” Viz kapitola |