Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 12:20 - Shona BIBLE

20 nokuti vakakoniwa kutevera chakanga charayirwa, chokuti, “Kunyangwe nemhuka kana ikabata gomo, ichatakwa namabwe;”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 nokuti ʋakakoniwa kuteʋera cakaŋga carairwa, cokuti: Kunyaŋge nemhuka kana ikaɓata gomo, icatakwa namabge;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 nokuti vakakoniwa kutevera chakanga charayirwa, chokuti, “Kunyange nemhuka kana ikabata gomo, ichatakwa namabwe;”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 nokuti vakanga vasingakwanisi kuchengeta zvakanga zvarayirwa zvaiti, “Kunyange mhuka ikangogunzva gomo inofanira kutemwa namabwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 nokuti vakanga vasingakwanisi kuchengeta zvakanga zvarayirwa zvaiti, “Kunyange mhuka ikangogunzva gomo inofanira kutemwa namabwe.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 12:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy