Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:18 - Shona BIBLE

18 Nokuti hamuna kuswedera kugomo ringabatwa namaoko, rinopfuta, uye kurima, nokusviba, nokudutu guru,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti hamuna‐kusweɗera kugomo riŋgaɓatwa namaʋoko, rinopfuta, ʋuye kurima, nokukuȿiɓa, nokuɗutu guru,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti hamuna kuswedera kugomo ringabatwa namaoko, rinopfuta, uye kurima, nokusviba, nokudutu guru,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Hamuna kuswedera pane chisingabatwe, kana kumoto unon'anduma kana kurima dema rakati kwirindindi kana kudutu remhepo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Hamuna kuswedera pane chisingabatwe, kana kumoto unon'anduma kana kurima dema rakati kwirindindi kana kudutu remhepo,

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy