Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 12:16 - Shona BIBLE

16 kurege kuvapo nemhombwe, kana noasina hanya naMwari, saEsau akatengesa udangwe hwake nokudya kamwechete.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 kurege kuʋa’po nemhombge, kana nousinehanya naMŋari, saEsau wakateŋgesa ʋuɗaŋgwe bgake nokudya kamŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 kurege kuvapo nemhombwe, kana noasina hanya naMwari, saEsau akatengesa udangwe hwake nokudya kamwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 kuti pasave naani zvake anoita zvounzenza kana asina hanya nokunamata Mwari sezvakaita Esau akatengesa utangwe hwake nokuda kwechokudya, chokudya kamwechete.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 12:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy