ƲaHeberu 11:40 - Shona BIBLE40 nokuti Mwari akanga atigadzirira, chimwe chinhu chinopfuura nokunaka, kuti ivo varege kukwaniswa kunze kwedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 nokuti Mŋari wakaŋga atigadzirira cimŋe cinhu cinopfuʋura nokunaka, kuti iʋo ʋarege kukwaniswa kunze kweɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 nokuti Mwari akanga atigadzirirwa, chimwe chinhu chinopfuura nokunaka, kuti ivo varege kukwaniswa kunze kwedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 nokuda kokuti Mwari akanga afanoona zviri nani kwatiri kuti havakwanisi kururamiswa vasinesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 nokuda kokuti Mwari akanga afanoona zviri nani kwatiri kuti havakwanisi kururamiswa vasinesu. Viz kapitola |