ƲaHeberu 11:39 - Shona BIBLE39 Ava vose vakanga vapupurirwa nokutenda kwavo, asi havana kupiwa zvipikirwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Aʋa ʋose ʋakaŋga ʋapupurirwa nokutenda kwaʋo, asi haʋana‐kupiwa ɀipikirwa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Ava vose vakanga vapupurirwa nokutenda kwavo, asi havana kupiwa zvipikirwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Ivava vose kunyange zvavo vakanzi vanhu kwavo pamusana perutendo rwavo havana zvavo kugamuchira zvakatsidzirwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Ivava vose kunyange zvavo vakanzi vanhu kwavo pamusana perutendo rwavo havana zvavo kugamuchira zvakatsidzirwa Viz kapitola |