ƲaHeberu 11:36 - Shona BIBLE36 vamwe vakaedzwa, vachisekwa, vachirohwa zvikuru, uyezve vachisungwa, vachiiswa mutorongo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 ʋamŋe ʋakaidzwa, ʋacisekwa, ʋacirobga ɀikuru, ʋuye ɀe ʋacisuŋgwa, ʋaciiswa mutoroŋgo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 vamwe vakaedzwa, vachisekwa, vachirohwa zvikuru, uyezve vachisungwa, vachiiswa mutorongo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vamwe vavo vakatambura kunyombwa nokurohwa vakasungwa nengetani nokuiswa mujeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Vamwe vavo vakatambura kunyombwa nokurohwa vakasungwa nengetani nokuiswa mujeri. Viz kapitola |