ƲaHeberu 11:3 - Shona BIBLE3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nezwi raMwari, naizvozvo zvinhu, zvinoonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinoonekwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatso‐roŋgedzwa nenzwi raMŋari, naiɀoɀo ɀinhu, ɀinoʋonekwa, hazina‐kuitwa neɀinhu ɀinoʋonekwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nezwi raMwari, naizvozvo zvinhu, zvinoonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinoonekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki. Viz kapitola |