ƲaHeberu 11:25 - Shona BIBLE25 akati zviri nani kuitirwa zvakaipa pamwechete navanhu vaMwari pakufarira zvivi nguva duku; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 akati ɀirinani kuitirwa ɀakaipa pamŋe cete naʋanhu ʋaMŋari pakufarira ɀiʋi ŋguʋa ɗuku; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 akati zviri nani kuitirwa zvakaipa pamwechete navanhu vaMwari pakufarira zvivi nguva duku; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akatosarudza kuitirwa zvakaipa pamwechete navanhu vaMwari panze pokunakidzwa namafaro echitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akatosarudza kuitirwa zvakaipa pamwechete navanhu vaMwari panze pokunakidzwa namafaro echitadzo. Viz kapitola |