Online Bible

- Reklamy -




ƲaHeberu 11:19 - Shona BIBLE

19 nokuti wakati Mwari anogona kumutsa munhu kunyangwe kuvakafa; ndipapowo, kana tichitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 nokuti wakati Mŋari unogona kumutsa munhu kunyaŋge kuʋakafa; ndipapo ʋo, kana ticitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 nokuti wakati Mwari anogona kumutsa munhu kunyange kuvakafa; ndipapowo, kana tichitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Akafunga kuti Mwari anokwanisa kumutsa vanhu kunyange kurufu. Naizvozvo pakutaura, tingati akamugamuchirazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Akafunga kuti Mwari anokwanisa kumutsa vanhu kunyange kurufu. Naizvozvo pakutaura, tingati akamugamuchirazve.

Viz kapitola kopírovat




ƲaHeberu 11:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy