Online Bible

- Reklamy -

ƲaHeberu 11:15 - Shona BIBLE

15 Nokuti kana vairamba vachifunga nyika iyo yavakabva kwairi, vangadai vawana nguva yokudzoka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti kana ʋairamba ʋacifuŋga nyika iyo yaʋakabva kwairi, ʋaŋgaɗai ʋawana ŋguʋa yokudzoka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti kana vairamba vachifunga nyika iyo yavakabva kwairi, vangadai vawana nguva yokudzoka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Dai vakanga vachifunga nenyika yekwavakabva vangadai vakakwanisa kuwana mukana wokudzokerako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Dai vakanga vachifunga nenyika yekwavakabva vangadai vakakwanisa kuwana mukana wokudzokerako.

Viz kapitola kopírovat

ƲaHeberu 11:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy