ƲaHeberu 11:14 - Shona BIBLE14 Nokuti vanotaura zvakadaro, vanoratidza kuti vanotsvaka nyika yavo chaiyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nokuti ʋanotaura ɀakaɗaro, ʋanoratidza kuti ʋanotȿaka nyika yaʋo caiyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Nokuti vanotaura zvakadaro, vanoratidza kuti vanotsvaka nyika yavo chaiyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vanhu vanotaura vachidaro vanoratidza pachena kuti vari kutsvaka nyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vanhu vanotaura vachidaro vanoratidza pachena kuti vari kutsvaka nyika yavo. Viz kapitola |